lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu baby mama – ndi kacee

Loading...

asekuru muri too much kunge kurume
aseeh
uh huh huh
yeah

inzwa baby
ndinoda uzive ndiwe w*ngu wega terera baby
mamoko epasosho ndiwo anonditera vimba neni
dai waiziva zvandinokudira uh huh
waibva waziva harisi ruchiva uh huh

so ini i
do right by you
kukuda
h*isi nhafu
whenever i
say i love you
ndiudze
you luh me too
ma rose
too colourful
ndokutengera
2 hunnid 2
ndofara
when i am with you
ndofara (ndofara)
when i am with you
my baby mama aha
ndinokutenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana
mama aha
ndinokutenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana

tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana, m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana, m’kana)

ndokuda muna jeso, munashe
mwana wedu tichamutumidza zita, munashe
ngaibake samachеso, titambe
horai madhora mapeso, tihambe

so ini i
do right by you
kukuda
h*isi nhafu
whеnever i
say i love you
ndiudze
you luh me too
ma rose
too colourful
ndokutengera
2 hunnid 2
ndofara
when i am with you
ndofara (ndofara)
when i am with you

my baby mama aha
ndinokutenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana
mama aha
ndinokutenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana
tenda wandipa mukana

tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana, m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana)
tenda wandipa mukana (m’kana, m’kana)

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...