lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu h o s a n n a – ndi kacee

Loading...

[intro]
new rules
ase
yah, yah
uh
first name chi
last name kule
bout to burn this place up
ndauya nekaskiri
kachasvika kure
so everybody turn up
hey!

[pre-chorus]
bhenda msana
bhenda msana
bhe-bhe ayy
tichiimba hosanna
bhenda msana
err err
bhenda msana
bhenda msana
bhe-bhe ayy
tichiimba hosanna
bhenda msana

[verse 1]
ayy
paghetto ndapasvika ndakabaka ndiri lit, ayy
nekaheavy beat
ka-kaa-kaskiri kanyowani aka kanoda repeat, iwe
dj ita spin
vaya vemadhoiri tavapa maknit
coz kanamba kari neat aka
voice rangu unongorinzwa pamaspeaker
pamangona i spit…..
ingori njuga njuga majuve pampaka
mafaro chete torova huchi nemukaka
pane nhunzva tunzva dzichidonhedza mtaka
maiwe ini zvangu ndikunakwa
tsoro vakuruka ruka kuti zvinyatso spaka
changoshota idhabuka
ayy
tatobata sir wicknell vasvike nemasolar
getsi rabva ratobaka….
jokes!

[pre-chorus]
bhenda msana
bhenda msana
ayy
tichiimba hosanna
bhenda msana
bhenda msana
ayy, ayy
tichiimba hosanna
bhenda msana

[chorus]
paghetto pakupisa totoimba hosanna
totorara mumastreets
isu tichatobudamo mangwana
vanotamba vakubhenda musana
varatidze wapihwa mukana
iwe buurd girl une bantana
ingori bata-tsii banana

[verse 2]
ayy
i’m back with the smooth flow
defence skiri ragattuso
i’m making way too nice music
dai ndirimi
makunditi russo
(russsooo)
yawafunga just do so
uri pa go faster kana move slow
wakabatwa nelean kunge musso
une shavi rekutamba
ain’t n0body knew so
vekwa trevor ncube vosvika nemacamera
coz we making history
eke chute nemakule twakuchembera
ndatufungidzisa history
vanotamba vakubhenda musana
varatidze wapihwa mukana
iwe buurd girl une bantana
ingori bata tsii banana

[pre-chorus]
bhenda msana
bhenda msana
ayy
tichiimba hosanna
bhenda msana
bhenda msana
ayy, ayy
tichiimba hosanna
bhenda msana

[chorus]
paghetto pakupisa totoimba hosanna
totorara mumastreets
isu tichatobudamo mangwana
vanotamba vakubhenda musana
varatidze wapihwa mukana
iwe buurd girl une bantana
ingori bata-tsii banana

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...