lirik lagu kwazuvai – ndi kacee
[intro: ndi kacee]
4*kus
modus
aseeh
mabeats eshumba
[verse: ndi kacee]
zim dhora ndini ndadzoka
udzai yaad ndadroppa
skiri chigadhi jere usagwenura mazibars ndalocker
ndapfeka zicardigan ndig*ya mberi ndiri seri joza
vapfana vekuno vanofunga ndotaura chiputukezi chepamoza
(kwazuvai, kwazuvai)
rugare, rugare
kwazuvai, wazuvai
skiri ravo ndakadhabha kare kare
hwai hwai hwai hwai
ndovapa zvese zvavanoda vondivenga
why, why, why, why, why
ndokupa zvese zvaunoda
why, why, why, why, why
(k*makomokoyo)
ndin0bva mutare, tisu tobhuya
ndakakurira harare
taichera tsombori, todzikuya
mbuya muderere varipi
taura fair ndavasuwa
tiri paghetto, tiri vapfana ndizvo zvinhu zvaitimover, ayy
usina shena mutsoka, ayy
w*nga usimbori baller,ayy
kwira mumuti todonha
zvakadaro mamoko toitora, ayy
but now grind riya raoma
usina bhegi woshora
apa…….madzimambo otiwonza, eh
todini uzumba yavhota, ayy
huro dzedu ndodzaoma
ichapera here nyota
mafuta ndiwo akudhura
dzichafemba mota
nhamo ndiyo yaticheka cheka
achapora here maronda, ayy
nhamo ndiyo yaticheka cheka
achapora here maronda, ayy
ndipei gorosi ndibike bread
mounza juice orosii
ndipei makey epahozi
ndipedze marapper ndoripira ngozi
ndipei gorosi ndibike bread
mounza juice orosii
ndipei makey epahozi
ndipedze marapper moripira ngozi, ayy
kwazuvai, kwazuvai
chasvika chikhule
kwazuvai, kwazuvai
chasvika chikhule
kwazuvai, kwazuvai
chasvika chikhule
kwazuvai, kwazuvai
chasvika chikhule
[outro: ndi kacee ]
chasvika chikhule
svika makadhibha
@#%^&^&%
chasvika chikhule
money and the visas
%^&*($#%%%#%
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu nathan stocker › lirik lagu 24 – nathan stocker
- kumpulan lirik lagu highasakite › lirik lagu when you have gone – highasakite
- kumpulan lirik lagu onewe 원위 › lirik lagu 0&4 (공과 사) – onewe (원위)
- kumpulan lirik lagu charly bliss › lirik lagu under you – charly bliss
- kumpulan lirik lagu milck › lirik lagu devil devil – milck
- kumpulan lirik lagu amenazzy › lirik lagu dios bendiga (remix) – amenazzy
- kumpulan lirik lagu rachel sermanni › lirik lagu breathe easy – rachel sermanni
- kumpulan lirik lagu cavetown › lirik lagu evergreen – cavetown
- kumpulan lirik lagu rosie lowe › lirik lagu birdsong – rosie lowe
- kumpulan lirik lagu cavetown › lirik lagu advice – cavetown