lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mapfumo musana – ndi kacee

Loading...

[intro: ndi kacee]
rockstar
tune afro wave

[verse 1: ndi kacee]
zvavo vanoziva where they stand with their families
zvavo vanoziva who their friends, who their enemies
zvavo vane macircle asina negative energy
(d*mn, aseeh)
lately, i been feeling like my haisisna kana centrepiece
best friend for life prolly turned out to be cannabis
vazhinji in my life (nig3l m*th*fakha) dzingori nyoka and they trynna hiss
[chorus]
vakangoona pandocheuka votoda kundikandira mapfumo musana
chero kuhope ndatopepuka varikunditevera ikoko ndakarara
kana, havandipe mukana
hosanna, kuna mwari ndakuda
kana hanya
zviro zvese zvandatanga, vanokanya
yeah, yеah yeah
vakangoona pandocheuka votoda kundikandira mapfumo musana
chero kuhopе ndatopepuka varikunditevera ikoko ndakarara
kana, havandipe mukana
hosanna, kuna mwari ndakuda
kana hanya
zviro zvese zvandatanga, vanokanya

[verse 2]
ingori life yema backstabbers ma snake n*ggas
life yemarat n*ggas ma cheese n*ggas
life yema whistle blower ma snitch n*ggas
a life where the real n*ggas are still fakers
vanohwina ndoma chance taker ma risk takers
vatinoti mavillian n*ggas ana darth vader
gen’a rino digger deep richidhipisa
vaya vanodanzi ma main n*ggas when it don’t matter
tinovaona vachinyoka in the name yekuchaser dub
akakuona une chimoko akutog*ya pinda sesub
they be vese they be flexing in the club
asi vese havasi mamember hapana kana zve love
pana tsano vakasnitchwa nebaby ravo
i think zvinorwadzwa kudyiswa nekeke rako
pana tsano vakauraiwa negen’a ravo
nanhasi vakanyarara nengozi muhana dzavo
[chorus]
vakangoona pandocheuka votoda kundikandira mapfumo musana
chero kuhope ndatopepuka varikunditevera ikoko ndakarara
kana, havandipe mukana
hosanna, kuna mwari ndakuda
kana hanya
zviro zvese zvandatanga, vanokanya
yeah, yeah yeah
vakangoona pandocheuka votoda kundikandira mapfumo musana
chero kuhope ndatopepuka varikunditevera ikoko ndakarara
kana, havandipe mukana
hosanna, kuna mwari ndakuda
kana hanya
zviro zvese zvandatanga, vanokanya

[outro]
my w*ngu
if i am making tundayi unodya chete
pandobika mangai tinodya tese
apa hapadi chiguy tinorwa tese
cause life ndeyekuwirirana no we won’t test it
mafamily guy ndoakunetsa
havabude mun’anga zvakurema
they be chasing my rhymees
and the cash here
nnana hsvhsgh hskkks nanae

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...