lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu shuwa here – ndi kacee

Loading...

[intro: ndi kacee]
i’m in my feels right now
uh, aye
vanhu vanoita zvemakuhwa out there
uh

[verse 1: ndi kacee]
aye
ishuwa here
that you moved on with your besfren
ishuwa here
mukurara on the same bed
ishuwa here
kuti makashooter s-xtape
ifair here kana nyaya yacho ndeyefake
ishuwa here
makurova mamatching shoes
ne the same dude akakuintroducer kubooze
wakaita switch down uchifunga imma lose
ndiri nice guy yeah you f-cked with the wrong dudes
aye
ishuwa here
muface wewe haundifarire
ishuwa here
haudi matracks angu arire
ishuwa here unondiwachisa?
kana iri fair
i don’t care huya futi ndikuainire
my death sentence huya ndikusign_ire
une maflows huya ndikushayinire
cobra yered neblack
handisi baby rako saka w-ngu iwe usanditaimire

[chorus: ndi kacee]
amai maria ndega handione
ndivhureiwo
ndati amai maria
ndega handione
ndivhureiwo
zvavanotaura
ishuwa here?
ishuwa here?
zvavanotaura
ishuwa here?
ishuwa here?

[verse 2: ndi kacee]
(uh, uh)
ishuwa here
kuti hapana anokukunda
kana iri feya ndini engine inokusunda
ishuwa here
munondiitira makuhwa
muchiti hey hey
bhutsu dzangu dzinonhuwa
ishuwa here munoterera davido
musinga appreciate talent yemuzimbo
ishuwa here
makubikirana shisto nembashto
makutoda kupisana nemagas stove

[chorus: ndi kacee]
amai maria ndega handione
ndivhureiwo
ndati amai maria
ndega handione
ndivhureiwo
zvavanotaura
ishuwa here?
ishuwa here?
zvavanotaura
ishuwa here?
ishuwa here?

[outro: mclyne beats]
amai maria
amai maria woooo
ndivhureiwo
ndivhureiwooooo
amai maria
amai maria
ndivhureiwo
ndivhureiwoooooooooo

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...