lirik lagu tsotsonya – ndi kacee
[intro]
(twabam “ndimi”)
mabeats eshumba
[verse 1: ndi kacee]
i just, saw twabam achitaura ndimi neshona
humambo hwedenga ndewe minzwa haupfekerwe korona
rega vadenga vaite hasha vakatumira corona
secorona, vozvidhakwisa chimoto tochiona
mifungo yedu ndoyasviba
hatichaite hupombwe kana kwasviba
zvakanzi roranai vematongo ivo vanororana vemadzinza
saddest part hativhunduke,hatimboone kukanganisa
totomirira gen’a risvike rikande sando richisimbisa
[hook: ndi kacee]
yeah, vedenga vakatarira
ita yaunoita asi ziva vakatarira
yeah, vedenga vakatarira
ita yaunoita asi ziva vakatarira
denga ndere nyasha, denga ndere ngoni
asi wakaita funny rinokutsotsonya wakati sorry
denga ndere nyasha, denga ndere ngoni
asi wakaita funny rinokutsotsonya wakati sorry
[verse: ndi kacee]
hande second stancer
ehe denga ndere nyasha
i am bout’ the facts no kujudger
ehe handisi pastor
vamwe maporofita vak*mutsawo vakafa
isimba renyu here mwari?
or tiri tese mukutadza
hanzi huya ndikuitire sk!llful, yeah minana sk!llful
vakuedzana masimba, matundundu ozvimba
huya ndikuitire sk!llful, yeah minana sk!llful
vakuedzana masimba, matundundu ozvimba
[hook: ndi kacee]
yeah, vedenga vakatarira
ita yaunoita asi ziva vakatarira
yeah, vedenga vakatarira
ita yaunoita asi ziva vakatarira
denga ndere nyasha, denga ndere ngoni
asi wakaita funny rinokutsotsonya wakati sorry
denga ndere nyasha, denga ndere ngoni
asi wakaita funny rinokutsotsonya wakati sorry
[verse 3: ndi kacee]
yangova nhangemutange pikiriri muma church sunday
hanzi prosperity gospero zvimwe zvese hazvichashande
ndobvunza…
(bvunza!)
ndiani achaverenga tsamba dzapeter
ndiani achaverenga nziyo dzasolomon achinyenga kune masister
ndiani achaverenga tsamba dzapeter
ndiani achaverenga nziyo dzasolomon achinyenga kune masister
[outro: ndi kacee]
soul, searching
soul, searching
soul searching
soul searching
soul
soul searching
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu marli › lirik lagu uma garota do cacete – marli
- kumpulan lirik lagu red sovine › lirik lagu invitation to the blues – red sovine
- kumpulan lirik lagu dam ssj › lirik lagu te miento – dam (ssj)
- kumpulan lirik lagu allone usa › lirik lagu intertwining storytime – allone (usa)
- kumpulan lirik lagu hill blocks view › lirik lagu feeling blue – hill blocks view
- kumpulan lirik lagu ruben hein › lirik lagu february days – ruben hein
- kumpulan lirik lagu naomi › lirik lagu thoughts – naomi
- kumpulan lirik lagu frank black › lirik lagu break my body (demo) – frank black
- kumpulan lirik lagu dee dee bridgewater › lirik lagu mr. guitar man – dee dee bridgewater
- kumpulan lirik lagu the summer set › lirik lagu l.i.t.c. – the summer set