lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kusateerera – oliver mtukudzi

Loading...

[verse 1: oliver mtukudzi]
pasi rino zvaringori rima, iro zuva rakachena nyika
maziso haachaona, nenzeve hadzichada
nguva chaiyo hatichina mambo
zuva, mwedzi negore hazvichakwana
tongoswero tenderera, kutendeuka hatichaziva
njere hatichina mambo, mototungamirira vana

[refrain]
kusateerera, kusateerera

[verse 2: oliver mtukudzi]
kuzivisisa ndokwatazara mambo
kubva tazivisisa ruzivo kukunda muzivi
nharo umbimbindonga, kusateerera
inzo nzeve dzichinzwa, kusateerera

[verse 3: oliver mtukudzi]
nguva hatichina changamire
zuva, mwedzi negore hazvichatikwanira isu
tongoswero tenderera, kutendeuka hatichaziva
ruzivo hatichina mambo, mototungamirira vana

[refrain]
kusateerera, kusateerera
kusateerera, kusateerera

[verse 4: oliver mtukudzi]
pasi racho ritori rima, zuva rakachena nyika kudaro
ziso harichaona iro, nenzeve kunzwa hadzichada
ruzivo hatichina changamire, mototungamirira vana

[refrain]
kusateerera, kusateerera
kusateerera, kusateerera

[verse 2: oliver mtukudzi]
kuzivisisa ndokwatazara mambo
kubva tazivisisa ruzivo kukunda muzivi
nharo umbimbindonga, kusateerera
nzeve dzichinzwa, kusateerera

[outro: oliver mtukudzi]
kusateerera, kusateerera
kusateerera
kusateerera, kusateerera
kusateerera, kusateerera
kusateerera
kusateerera, kusateerera
ruzivo hatichina changamire
kusateerera
mototungamira vana
kusateereraaa

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...