ndishambidzei - pamela phoebe lyrics
ndishambidzei neropa rehwayana
ndishambidzei neropa rehwayana
zvivi zvangu zvakatsvuka seropa
ndishambidzei neropa rehwayana
zvivi zvangu zvakareba senge gomo
ndishambidzei neropa rehwayana
shambidzai
ndishambidzei hama neropa (neropa rehwayana)
ndishambidzei neropa rehwayana
zvivi zvangu (zvivi zvangu) zvakatsvuka kunge ropa
baba ndishambidzei neropa rehwayana
zvivi zvangu zvakareba kunge gomo
baba ndishambidzei neropa rehwayana
ndakatadza mukufunga nekureva
baba ndishambidzei neropa rehwayana
ndakatadza mukufamba nepfungwa dzangu
ndishambidzei neropa rehwayana
shambidzai
ndishambidzei nеropa (neropa rehwayana)
ndishambidzei nеropa (neropa rehwayana)
shambidzai
zvivi zvangu, baba neropa, zvakatsvuka kunge ropa
ndishambidzei neropa rehwayana
zvivi zvangu zvakareba kunge gomo
baba ndishambidzei neropa rehwayana
pfungwa dzangu dzive dzenyu dzakakwana
baba ndishambidzei neropa rehwayana
moyo w*ngu uve wenyu wakapfava
baba ndishambidzei neropa rehwayana
shambidzai
ndishambidzei baba (neropa rehwayana)
baba ndishambidzei neropa (neropa rehwayana)
shambidzai
zvivi zvangu, baba neropa, zvakatsvuka kunge ropa
ndishambidzei neropa rehwayana
zvivi zvangu zvakareba kunge gomo
baba ndishambidzei neropa rehwayana
Random Song Lyrics :
- funny how it goes (freestyle) - jetic lyrics
- all good - migos lyrics
- free verse - glazdowonthetrack lyrics
- ghetto boy - donte peace lyrics
- caricias compradas - cuisillos de arturo macias lyrics
- fuck ducks - sam brass knuckles lyrics
- vem pra cá - barbara labres lyrics
- coulda been sound - monica heldal lyrics
- fiquei como - dalsin lyrics
- if you were looking - chris rasmussen lyrics