lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu batidza phone – piniel bayce

Loading...

yeaahhhh
batidza phone
pfeka maphones
i got a story that’s never been told
giving you hope
you cannot fall
god is the answer and also the call
there is clock
iri pawall
telling you kuti zvichauta bho
saka gara wagadzira magoals
kuti focus igare iripo
paside peclock
there is a door
but it is closed
kuti rivhure rinoda kaforce
rikasavhura wedzera some more
beyond the door
there is a road
bumpy and long
but you have to go
you have to walk
you have to know
kuti newewo uchisvikako
pandakatanga kunyora masongs
i didn’t have anywhere to record
but i never stopped
ndakangoramba ndichiisa effort
ndakangoramba ndichiisa effort
kana usiri strong you’ll suffer cause everybody got problems atisingaone
ramba uchiyedza but usage wakazviudza kuti izvi handizvigone
i got a history
one of the reasons why
i always go on and on
vanhu venyama nyangwe dziri hama vanongokujudger asi jah jah ndi jah jah
i don’t even know kuti ndichaita sei
i don’t know kuti ndichaita sei
i don’t even know kuti ndichaita sei
i don’t know kuti ndichaita sei
cause life iri bho une bag
life iri bho une bag
life iri bho une cash
life iri bho une cash

eyy
i’m working nekuti ndakuda kuita bag
and maybe next year ndichatenga stand
big badge
big benz
and i’ll get the girl of my type
my heart’s residence
gotta have a vision
like i’m on a mission
poverty on a t shirt
ndiyo reason
why ndikushanda like like i have an income
tri magoal getter
ende tozviketa
kuti munotivetter
asi hatimboneta
nekuti tirikushandira mangwana
saka simba ritoripo rakawanda
i don’t even know kuti ndichaita sei
i don’t know kuti ndichaita sei
i don’t even know kuti ndichaita sei
i don’t know kuti ndichaita sei
cause life iri bho une bag
life iri bho une bag
life iri bho une cash
life iri bho une cash

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...