lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kuside kwangu – piniel bayce

Loading...

step inna di place mandig*ya
step inna di place mandig*ya
asi jah jah ndi
asi jah jah ndi
asi jah jah ndi jah jah

asi sei zvichiitika kuside kw*ngu
sei zvichingoitika kuside kw*ngu
ndati sei vachingotumira kuside kw*ngu
sei zvichiitika kuside kw*ngu

asi mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona

verse 1
ende mwari vanoona
kwa vari ndinofona
if we look inside the bible zvavakaita kuna jonah
dai mandipa mission
aiwa ndinotora

dai maita zviite
kuti tisakite

and i feel the pain for my guys vakarasika
and futi everyday i just pray vagowanikwa
vanhu havana help chavanongoita kungotarisa
vanhu havana care
asi kwamuri takahardira

hatingazvipedze
hatingazvipedze jah jah
dai mangouya matikwidza ladder
vamwe vanouya vachidissa father
vamwe vanouya vachipwanya pata
katovaka
vachi cutter luck apa
but mukomana achitryer harder
vachi cutter luck apa
but mukomana acha

asi sei zvichiitika kuside kw*ngu
sei zvichingoitika kuside kw*ngu
ndati sеi vachingotumira kuside kw*ngu
sei zvichiitika kuside kw*ngu

asi mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
asi sеi zvichiitika kuside kw*ngu

ndati sei vachingotumira kuside kw*ngu

asi mwari vanoona

mwari vanoona

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...