lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu silas mavende – saintfloew

Loading...

ndikati rugare mujoma*a*ah
ndinenge ndamwa tea tea tea
ko zita ndonzi silas

samanyanga sounds like
samanyanga sounds like e
nah one of de*e*e*m

eh, ko zita ndonzi silas mavende
ndenge ndri ndega ndichikaka tende
kana mangondiona mongondisiya ndiende
sorry zvenyu kungodhakwa chete
ndaona zitsoka rake riri panze, anga achitambira pachivanze
amai mwana wenyu ndewe mastanze, maybe kugona kunoita aganze

saka ndati rugare mujoma*a*h
(rugare kwamuri)
mmh hmm koo zvamatodzoka?
tauya pano tikanoumba mhuri

saka ndati rugare mujoma*a*h
(rugare kwamuri)
mmh hmm koo zvamatodzoka?
mauya pano tikanoumba mhuri

zita ndonzi silas, silas, silas mavende
zita ndonzi silas, silas, silas mavende
zita ndonzi silas mavende
ndenge ndiri ndega ndichikaka tende
kana mangondiona mongosiyiwo ndiende
sorry zvenyu kungodhakwa chete

saka rugare mu jah man
dzikai tinamate, dhonzai tisangane pakati penhandare
tiripo kuungana ndoraudo
kana machisunga ndipei moto
kana mavak*mwa kombai choto
tuma ripi dandaka ndotsotso (ndotsotso)

ndikati rugare mujoma
saka ndati rugare mujoma*a*ah
(rugare kwamuri)
mmh hmm ko zvamatodzoka?
mauya pano tikanoumba mhuri

saka ndati rugare mujoma
(rugare kwamuri)
mmh hmm koo zvamatodzoka?
mauya pano tikanoumba mhuri (tikanoumba mhuri)

ndinenge ndamwa tea tea tea
saka ndovhunduka, ndovhunduka, ah ndovhunduka chii, chii, chii?

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...