lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu hupenyu – silent killer (zim)

Loading...

[intro]
bad company
nah’ wanna dem war
brr brrr
angel of war
nah’ wanna dem war
itayi angel of war
munhu wese ndati more fire more
handichawanikwe pamany more
plus futi
ndinema

[chorus]
hupenyu hwatirikurarama
kuchema tirikuchema
asi kune mumwe munhu zvakaringana
arikutofara kwete mbichana
zvakaoma asikana
nhamo yekupfimbana
k-mirira mukomana
uchiti achauya kuzokuroora mangwana
asi kwaakayenda akawana
akachinja kwekugara

[verse 1]
hungori hurombo
zvakanaka tinozvida
kudya mafidhlongo
mabhurongo, tichiita ekuchera
kunge trikuchera mvura mugomo
hurombo
wakaita kuti hama dzitikandire matombo
zvechobobo
vakutanga hondo kutotirodzera munondo
vandiwona ndichiseva nezondo

[chorus]
hupenyu hwatirikurarama
kuchema tirikuchema
asi kune mumwe munhu zvakaringana
arikutofara kwete mbichana
zvakaoma asikana
nhamo yekupfimbana
k-mirira mukomana
uchiti achauya kuzokuroora mangwana
asi kwaakayenda akawana
akachinja kwekugara

[verse 2]
mumwe akati
zviroto zviroto
lotto haihwinhwe nemurombo
mari inodzokera ikoko kuvapfumi ikoko
‘mheno kuti
zvinombofamba seiko
kana munemari ndati tipeyiwo
vamwe varikuita dzekupfachura
vamwe vachitambura
vamwe vaparadzwa nezuva
vamwe vachikaparara nemvura
apa vachipererwa nenguva

[chorus]
hupenyu hwatirikurarama
kuchema tirikuchema
asi kune mumwe munhu zvakaringana
arikutofara kwete mbichana
zvakaoma asikana
nhamo yekupfimbana
k-mirira mukomana
uchiti achauya kuzokuroora mangwana
asi kwaakayenda akawana
akachinja kwekugara

[verse 3]
hungori hurombo
zvakanaka tinozvida
kudya mafidhlongo
mabhurongo, tichiita ekuchera
kunge trikuchera mvura mugomo
hurombo
wakaita kuti hama dzitikandire matombo
zvechobobo
vakutanga hondo kutotirodzera munondo
vandiwona ndichiseva nezondo

[chorus]
hupenyu hwatirikurarama
kuchema tirikuchema
asi kune mumwe munhu zvakaringana
arikutofara kwete mbichana
zvakaoma asikana
nhamo yekupfimbana
k-mirira mukomana
uchiti achauya kuzokuroora mangwana
asi kwaakayenda akawana
akachinja kwekugara

bad company

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...