lirik lagu zvazviri – slizzy aj
[intro: slizzy aj]
yeah c-town’s finnest, you know how we do it
(takupedzera)
sliiiiiiiizzy aj (ndini nacho) na t.o.b.b.i.e
(yeah)
uri sei we we we made it entertainment
[chorus: tobbie]slizzy aj
zvazviri ndozvazvari ukandiona ndichiita zvandinoita usarwadziwa
ndozvazviri ndezvechipo zvemagitare
zvandiri ndozvazvari ukandiona ndichiita zvandinoita usarwadziwa
ndozvazviri ndezvechipo zvemagitare
[verse 1: slizzy aj]
zvandiri ndozvandiri handichinje kunge number dzechitupa
handina chido ndine chipo zvemusic zviri muropa
kwandabva ndokachana saka hamuna chamunondipa
pakurapper ndozoipa pace ndakusetter
mumagitare ndatovhaya level randava ave makata
mahater havana maoko saka havafe vandibata
ndipei hupfu nemugoti cause ndaona vari kukwata
havana skiri chavagona kuprata
chero vakandimaka safrancis vachandida
nemunhu handina daka ndoita yandoitaslizzy aj
paku spitter handina mak-mbo mabars handimire kukanda
ndenge paul matavire cause handione vachindikunda
[chorus: tobbie]
zvazviri ndozvazvari ukandiona ndichiita zvandinoita usarwadziwa
ndozvazviri ndezvechipo zvemagitare
zvandiri ndozvazvari ukandiona ndichiita zvandinoita usarwadziwa
ndozvazviri ndezvechipo zvemagitare
[verse 2: slizzy aj]
ndogara ndine mabars cause ndorapper ndaka charger
changu chipo ndovaratidza handiimbe zvechitsaga
kwandabva ndokure asi nhasi zvazochinja
vakuketa rangu zita mugame handisi stranger
vakukanda sando everytime pandaku rhymer
vaindiita mutete now sa jacob vondizoomer
zvangu zvazofuta w-ngu handichachema-chema
kugona ndakugona hadzisi mbiri dzekupananaslizzy aj
ndakuchimhanya heavy wandakuvhunduka hapana
ndak-mberi se the next day kwavari ndamangwana
level rakugara riri pamusoro fanke tv antena
[chorus: tobbie]
zvazviri ndozvazvari ukandiona ndichiita zvandinoita usarwadziwa
ndozvazviri ndezvechipo zvemagitare
zvandiri ndozvazvari ukandiona ndichiita zvandinoita usarwadziw
ndozvazviri ndezvechipo zvemagitare
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu andy irvine › lirik lagu farewell to kellswater – andy irvine
- kumpulan lirik lagu micer ollie › lirik lagu run me down – micer, ollie
- kumpulan lirik lagu terrell kirby › lirik lagu oops (oh my) / baby boy – terrell & kirby
- kumpulan lirik lagu blago white › lirik lagu avatar – blago white
- kumpulan lirik lagu lil jerry › lirik lagu hole in one – lil jerry
- kumpulan lirik lagu david › lirik lagu kickflip(prod. ari x me) – david
- kumpulan lirik lagu wendy lucas › lirik lagu impending doom – wendy lucas
- kumpulan lirik lagu average pack savage › lirik lagu god gang – average pack savage
- kumpulan lirik lagu bibi love live › lirik lagu 最低で最高のparadiso (saitei de saikou no paradiso) – bibi (love live!)
- kumpulan lirik lagu alkaloides › lirik lagu perspectivas – alkaloides