lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mhofu mekenyenye – takura (zim)

Loading...

[intro]
(mr okay okay)
ohhh
(it’s mr okay okay okay okay)
nadonny pound yeeaa

[chorus: donny pound & takura]
kanonditi mhofu yemukono, yemukono
makanyanya, imi makanyanya imi
aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya
makanyanya, imi makanyanya imi
dai musipo mhofu, man i don’t know
man i don’t know
(ndaizvigona seyi yeee)
aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono
(makanyanya mhofu)

[verse 1: takura]
hanzi hanzi hanzi, mhofu ini i don’t know
if you noticed, i’m so gone
i’m in love with the coco
lemme be your mukoko
tried to hide my feelings from you
tried to keep it on the low-low
ndakapinda busy ’cause you know exactly pane hotspot
ndiri mhofu yemukono, you don’t have to be solo
they will talk vanegodo, tryna mess with your ego
we don’t have to worry about them, tovasiya vekedero
no designer clothes, ini ndopfeka chero bhero
ndinofarira kuti uri low-maintenance
ndaperera ndakutoita kunge sebenzi
ndospakwa paunondishedza uchinditiiii

[chorus: donny pound & takura]
kanonditi mhofu yemukono, yemukono
makanyanya, imi makanyanya imi
aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya
makanyanya, imi makanyanya imi
dai musipo mhofu, man i don’t know
man i don’t know
(ndaizvigona seyi yeee)
aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono
(makanyanya mhofu)

[verse 3: donny pound]
hanzi mhofu makanyanya (makanyanya haa)
hamuite samukanya (samukanya haa)
munondida ndekedero (ndekedero yekedero)
hamuite ka zvenharo
nyangwe vanamukanya vakataura
imi mhofu munongoshaura
ndosaka ini ndichikudaika
kunyanya paya pamunotaura
saka huya padhuze baby
come dhuze baby
ndikupe kalove karibhoo now
kalove karibhoo now ooh

[chorus: donny pound & takura]
kanonditi mhofu yemukono, yemukono
makanyanya, imi makanyanya imi
aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya
makanyanya, imi makanyanya imi
dai musipo mhofu, man i don’t know
man i don’t know
(ndaizvigona seyi yeee)
aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono
(makanyanya mhofu)

[bridge: takura]
imi mhofu makanyaanyaa (nyaanyaa)
imi mhofu makanyaanyaa (nyaanyaa)
huya timbonwaa kokokoraa takagaraa paruware
iwewe neni baby
tichidanana kaisu
tichifaisa kalove
takagara paruware

[chorus: donny pound & takura]
kanonditi mhofu yemukono, yemukono
makanyanya, imi makanyanya imi
aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya
makanyanya, imi makanyanya imi
dai musipo mhofu, man i don’t know
man i don’t know
(ndaizvigona seyi yeee)
aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono
(makanyanya mhofu)

[outro: takura]
ndiri mhofu yemukono, yemukono
ndiri mhofu yemukono, yemukono
ndiri mhofu yemukono, yemukono
ndiri mhofu yemukono

okay okay okay eh
okay okay okay eh

iii iii
iii

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...