lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mungandidii? – takura (zim)

Loading...

[intro: takura]
they always gonna tell you that you cannot do it
(c.o.g. beatz baby)
i told them, no i can
look at me now baby
i’m doing it, i did, i’m still gonna do it til i die baby
(takura baby)

[hook: takura]
imi mungandidii, mungandidiiko?
(hapana zvaunombondiita)
hapana zvamungandiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
chero mukazama zama zama zama sei
(hapana zvaunomboita)
hapana zvamungandiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
imi mungandidii, mungandidiiko?
(hapana zvaunombondiita)
hapana zvamunondiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
chero ndikadai, chero ndikadai
(hapana zvaunomboita)
hapana zvamunondiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)

[verse 1: takura]
kwakuita kunge kuvhaira, eh
hona, hona manje me and my team
tikusleya all day tikufairwa, eh
out here tichiliver that good good life
tongoripwa kungogarira, eh
hanzi, hanzi kwanzi zvayi hey hey zvazodai
manje ini ndatojaira eh
asi sei mukurwadziwa? hey, hey, hey
imbozvitarisa mumirror, look at yourself
wakapenga wakadaro
ende usambotozvityira, eh
chero wakazama sei usatombozvidzikisira, eh
mwana wamai let me tell you one thing (one thing)
chero ukazama zama something (something)
hazvina kana basa ko ungandidii?

[hook: takura]
imi mungandidii, mungandidiiko?
(hapana zvaunombondiita)
hapana zvamungandiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
chero mukazama zama zama zama sei
(hapana zvaunomboita)
hapana zvamungandiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
turn up, turn up, turn up
imi mungandidii, mungandidiiko?
(hapana zvaunombondiita)
hapana zvamunondiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
chero ndikadai, chero ndikadai
(hapana zvaunomboita)
hapana zvamunondiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)

[verse 2: takura]
ndoita kunge kutyaira, eh
i got you trapping, i got you dabbing
but hapana zvamungaita (hapana, hapana) mungandidii?
taking over, i’m taking over
imbondisiya ndimboshaina eh
trying to stop me from doing me
ende muri kundigaira eh
i can see mukurwadziwa
imbozvi-imbozvitarisa mumirror, eh
wakapenga wakadaro
ende usambotozvityira, eh
chero wakazama sei usatombozvidzikisira, eh
mwana wamai let me tell you one thing (one thing)
chero ukazama zama something (something)
mmmm

[hook: takura]
imi mungandidii, mungandidiiko?
(hapana zvaunombondiita)
hapana zvamungandiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
chero mukazama zama zama zama sei
(hapana zvaunomboita)
hapana zvamungandiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
turn up, turn up, turn up
imi mungandidii, mungandidiiko?
(hapana zvaunombondiita)
hapana zvamunondiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)
chero ndikadai, chero ndikadai
(hapana zvaunomboita)
hapana zvamunondiita, mungandidiiko?
(hapana zvaunomboita)

[outro]
mungandidii, mungandidiiko?
hapana, hapana, hapana
mungandidii, mungandidiiko?

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...