lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu pafoni – takura (zim)

Loading...

intro
5 star gallis
okay okay okay okay okay okay

hook
mazuvano handione kufamba kwe time pafoni
pauno texter zverudo ndino smiler
unondi dh0m*tsa (dh0m*) pafoni
pauno texter zverudo netuma emoji
oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko
sama sama kana mukandisiya ndinga parara huyai pafoni

verse 1 (freeman)
mood mudenga cloud 9
ndonyaya dziri kutaurwa mu sendirayini
kuti takuita kunge solo na mutsai
handifare kana ukaenda offline
ma gallis vanokuti uri bhiza
one munhu agona kundi dzikamisa
hona kufara w*ngopinda online
sender pic ndimbo zoomer body design

pre*hook
oh yea oh yea baby huya ndikukise munzeve
i want a real ting not one night stand
ma gallis rudo hatizeze
oh yea oh yea mama you are a sugar and spicey pricey yеaa
ndatenga bhanduru baby huya online
hook
mazuvano handione kufamba kwе time pafoni
pauno texter zverudo ndino smiler
unondi dh0m*tsa (dh0m*) pafoni
pauno texter zverudo netuma emoji
oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko
sama sama kana mukandisiya ndinga parara huyai pafoni

verse 2 (takura)
ndatenga bhanduru baby check your phone and come online please
ndakatobata ma car keys
ukati ndiuye ndouya
ndibate pafoni wak*mba
i can’t deny ndanyura mu love
i’m keen to see where this love gon take us
usagare kure kure nerunhare baby

pre*hook
oh yea oh yea bby huya ndikukise munzeve
i want a real ting not one night stand
ma gallis rudo hatizeze
oh yea oh yea mama you are a sugar and spicey pricey yeaa
ndatenga bhanduru bby huya online

hook
mazuvano handione kufamba kwe time pafoni
pauno texter zverudo ndino smiler
unondi dh0m*tsa (dh0m*) pafoni
pauno texter zverudo netuma emoji
oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko
sama sama kana mukandisiya ndinga parara huyai pafoni
produced by:

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...