lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mudhipisi – tanto wavie

Loading...

chibeat chatanto

[verse 1]
tanto wavie urimuduku zve iwe
tinokuregerera nokuti uriwedu zve iwe
asi siya kahunhu kako kekudhipisa
nekuti izuva hwani ratichazokukinditsa

[chorus]
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
haana pake uyu ahumbomunzwisisa
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
haana pake uyu ahumbomunzwisisa
[verse 2]
kuda kunzi anoziva
vamwe vese vakadzima
pavanhu anoda kunzi akapenga akanyanya uyo
ah achatamba ega hatitambe naye
tomusiya arikwake ega achipengereka
energy yake inoperera mukungotaura
kuzviita aribusy, anodhuura
kutodada kuita seanotsenga mvura
vanhu vakadai nguva yehondo ndivo vaigurwa

[chorus]
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
haana pake uyu ahumbomunzwisisa
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
haana pake uyu ahumbomunzwisisa

[verse 3]
mupfungwa dzake anongofunga zvakashata
tiripakufara iye anongog*ya zvakashata
anoda sando apedza kudhipisa
hanzi mukoma tanto dai mandisimbisa
kuda kuisa madoubts
kuda kuvhiringa round
kuda kunditenderedza musoro
kuzama kuvhiringa sound
unomuona achilinka nevakak*maka
mudhipisi uyuyu haana basa
[chorus]
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
haana pakе uyu ahumbomunzwisisa
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
mudhipisi, mudhipisi, mudhipisi
pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
haana pake uyu ahumbomunzwisisa

iwe tanto usaisa gitare rako posе*pose

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...