lirik lagu dzikirira – the dope society
[ stayzzw ] [ verse ]
yeah
iwe
kana usina mari yako usandinamirira
grey goose nhasi hapana zvekurovherwa
nevaskana vane mari vanozvidzikinura
neka 2 jah kako usangoswederera
aaah yeah blunt rangu rine chi fix
macrques on the way nema teams mamwe 6
nhasi chinorohwa apa ma koso ari tipsy
udza frank kana sosa vambokusungirai ma trees
yeah ga ga girl drop it low k-ma dhiri
yeah yeah haatambe ne vapfanha vasina skiri
tombo collecter makosso nechi vhiri
in the club all the girls be pandiri
takatsikirira smart wyzia
tisu vacho boyz rine ma racks wyzia
iyi ndeye vaskana vane bag wyzia
kwete zvima ratchets gold digger wyzia
[stayzzw ] [ hook ]
ukanzwa ngoma dzakunaka tenge tapindirira
ndeye vaskana vanozvitengera vakazvimirira
vanongouya kuzofara vakazviminyurira
havana kana f— newe ukazvininipisa
saka dzikirira dzikirira dzikirira
baby dzikirira dzikirira dzikirira
ndati dzikirira dzikirira dzikirira
dzikirira
dzikirira
[ sl1ck ] [ verse ]
straight outta h vaskana vanozvifarira
fresh outta look designer vanozvipfekera
no need for cab drop vachizvi ballera
they care a few times for a n-gga like 6 o’clock
vaskana vanotenga bucket
mabottles on rocks kunge dzvinyu riri desert
masoco hobho vanozvitengera
zvatozvemakwira miti pabag havambodonha
vanongodzikirira on the dance floor
thirsty ichingokwirira k-mabroke dudes
apa havasi kunwirira vari broke dude
basa kungotenderera mubhawa kunge mafresh nudes
look up to the sky kunge n—- vari kushamira
look up on the stage makosso akatishamira
kudm vawandisa vamwe ndakuhwandisa
vamwe ndakugovera ndosara nevandokwanisa
[ terry_beats ] [ verse ]
mubhawa mabby muma mini
lookin like they fresh from school w-ngu ndai riri tii
ndine sugar w-ngu kunge tea
4 chains on my neck like im mr t
see i’m too fresh my guy
ndoghara ne ndai
hona mabby atinawo anopisa kunge nyama iri pa braii
your pockets pinocchios all they do is lie
apa bby wandiye kuno achidzikirira
sweet yellow bone kunge sherraine
tine maa1 working cl-ss w-ngu kunge zalhee
muri masuper ndosaka muchindiwanzira
bby wandinaye kuno achidzikirira
akutambisa riri one
ndichakapa mudhon
no cafew no papaz, tichijamba marukaz
bottles on fleek
hona mapocha akuda sip
ndobaya nako padhen ndobva ndavhura zip
[ hook ]
ukanzwa ngoma dzakunaka tenge tapindirira
ndeye vaskana vanozvitengera vakazvimirira
vanongouya kuzofara vakazviminyurira
havana kana f— newe ukazvininipisa
saka dzikirira dzikirira dzikirira
baby dzikirira dzikirira dzikirira
ndati dzikirira dzikirira dzikirira
dzikirira
dzikirira
[ bridge ]
riri tiii!!!!
kana usina mari yako usandinamirira
grey goose nhasi hapana zvekurov6herwa
neva vane mari vanozvidzikinura
neka 2 jah kako usangoswederera
[ hook ]
ukanzwa ngoma dzakunaka tenge tapindirira
ndeye vaskana vanozvitengera vakazvimirira
vanongouya kuzofara vakazviminyurira
havana kana f— newe ukazvininipisa
saka dzikirira dzikirira dzikirira
baby dzikirira dzikirira dzikirira
ndati dzikirira dzikirira dzikirira
dzikirira
dzikirira
[ outro ]
lady voice (youngnash on the beat)
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu chameleo › lirik lagu cadeira elétrica – chameleo
- kumpulan lirik lagu lucky lewis › lirik lagu parfüm – lucky.lewis
- kumpulan lirik lagu olive jones › lirik lagu all in my head – olive jones
- kumpulan lirik lagu iamchriscraig › lirik lagu run it! – iamchriscraig
- kumpulan lirik lagu musk ming › lirik lagu 宿州 – musk ming
- kumpulan lirik lagu phil it › lirik lagu тебе немає тут (you are not here) – phil it
- kumpulan lirik lagu giorgia fumanti › lirik lagu places – giorgia fumanti
- kumpulan lirik lagu the suicycles › lirik lagu scorpio black magic – the suicycles
- kumpulan lirik lagu ivor thomas › lirik lagu water and sand – ivor thomas
- kumpulan lirik lagu starr lee › lirik lagu thank you dub – starr lee