lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu zvese – tidech

Loading...

verse i
two ma missed calls hana yangu yotorova, ari kudeiko munhu w*ngu?
ndepapi pari kudzimba, ndigare ndatokutova? ko waitwa seiko munhu w*ngu?
safety yako comes first, my bae
haitombodzike whiskey kana usirii okay
chii chiri kunetsa, ndiani aku stressa?
please chingondi texta, tigare tazvipedza
zviri zvemari tin0balancisa
uchida peace of mind ndokubhabhatidza
iri nzara taura ndigokubhabhadzira
ndobva ndati nemo*nemo kwete zvekutsvanzvanzira
vakakuona wakasuwa vanowana mukana
ndovaziva havana mukanwa
chingopinza runhare uchinge wabatikana
kana ndiripo havatombokubati, kana, godo

hook
ndiwe s’thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe
ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe
usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese
ndiwe s’thandwa sami handidi kana onе chokushungurudza, babe
ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babе
usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese
verse ii
ndarangaridzwa rudo neshamwari
john ari pano ana tamari
mateu ane wake vachidya mari
nhai babe uri kupi? i need somebody
paunomerera ndini juzi rako, kwete zvekwa kae chaps
pa double bed wondihaka nema handcuffs (haha)
woita zvawakaudzwa na tete
kana tiri two itori kete pakete
wandisuwa chingopinza mvoda
pa door ndichisvika ndobva ndakutsvoda
maruva muruoko, choc’late muhomwe
ndokutema neshoko, ndokuitira zvihombe
jiggy jiggy, heavy heavy, babe do you want me?
cause inini ndinokuda iwewe s’thandwa sami
which one do you like “sweetie” kana “hun”
cause babe uri hot kunge kalahari (hahaha)

hook
ndiwe s’thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe
ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe
usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese
ndiwe s’thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe
ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe
usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese
zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...