lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu dzvanya – tinky tee

Loading...

artist:tinky tee
title:dzvanya
genre:afro dancehall
year:2024

intro……
champion bwoy…..
yes manna
yes manna champion
chorus_x1
hapana anoziva ramangwana
ska life yangu ndoda kugara ndaplanner kunyangwe arimakata kana matero ndichangoramba ndakadzvanya
nyangwe pachipisa nyangwe pachitonhora ndichangoramba ndakadzvanya ahee!!
ndichangoramba ndakadzvanya ahoo!!
ndichangoramba ndakadzvanya
1st_verse
hustle hard
life ano easy ghetto yut get busy
shanda panda mari waiwana tendamwari eeh chengeta amai
don’t forget where you come from
pple who care for you vakazvipira kty they die for you ride with you
pane vanokudzikisira never listen to what they say eeeh!! ndinotodawo mari inemvuri andinete kushandira mhuri pandoshanda andidi loose ndoda kuarchiver magoals of course zvinombowoma zviriko mujoma mukana unouya pakasiyana zvawatadza nhasi trier mangwana mwari vanoita minana usanakidzwe nekudziya mushana wazvinzwa t_cool?

back to chorus x1
hapana anoziva ramangwana
ska life yangu ndoda kugara ndaplannеr kunyangwe arimakata kana matero ndichangoramba ndakadzvanya
nyangwe pachipisa nyangwе pachitonhora ndichangoramba ndakadzvanya ahee!!
ndichangoramba ndakadzvanya ahoo!!
ndichangoramba ndakadzvanya
2nd_verse
don’t relax faisa works
pinda pese pane mari
ukagara unopera nestress
ndopaunofunga kuti lyf i cuess
don’t give up just leave up
hapana asingade kurarama kalife kaanorota hapana asingade kufamba nemota munhu wese anoda full kwete qouter

back to chorus
hapana anoziva ramangwana
ska life yangu ndoda kugara ndaplanner kunyangwe arimakata kana matero ndichangoramba ndakadzvanya
nyangwe pachipisa nyangwe pachitonhora ndichangoramba ndakadzvanya ahee!!
ndichangoramba ndakadzvanya ahoo!!
ndichangoramba ndakadzvanya

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...