lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu chinhango – tocky vibes

Loading...

[intro: tocky vibes]
zvakaoma weduwe
vaiva mukuru pakuvhima, vachinyima
vaitozobirwa mudima, vakadzima
nyama yaigara musaga, yakaomeswa ungaigumha
mhamha vakaboora saga, kuitira vana mukanwa mumbotaster

[chorus: tocky vibes]
chinhango chandavh-m-ra bvuma chirango wodzosa
chinhango chandavh-m-ra bvumazve chirango wosvitsa
kuzoba vanga vatadza kutaura nababa
mhamha mwoyo warwadza, ndimbofadzawo vana

[verse 1: tocky vibes]
iwe ndianiko arikutaura muno? (muno mudima)
patakarara vamwe venyu varimo mundima
chiiko chiri kuitika muno mudima? (muno mudima)
kutadzisa vanhu kurara vari mudzimba (vari mudzimba)

[chorus: tocky vibes]
chinhango chandavh-m-ra, bvuma chirango wodzosa
chinhango chandavh-m-ra, bvumazve chirango wosvitsa (svitsva)
kuzoba vanga vatadza kutaura nababa
mhamha mwoyo warwadza ndimbofadzawo vana

[verse 2: tocky vibes]
ndiani zve asingavata kundari
dzanhasi ingonono rudzi hwai?
muridzo wechikochikari (whistles)
ndozvamamuchiita, itai zvamamuchiita (whistles)
hatidi vanhu vanocheater, chipfidza

[chorus: tocky vibes]
chinhango chandavh-m-ra, bvuma chirango wodzosa
(chivh-m-rakai)
chinhango chandavh-m-ra, bvuma zvechirango wosvitsa (uchisvitsa ani?)
kuzoba tanga tatadza, imi baba
mhamha mwoyo warwadza, ndimbofadzawo vana

[bridge: tocky vibes]
[?] viali, hanzi weku 4 may
ndikati ndandi go round

[outro: tocky vibes]
(chinhango chandavh-m-ra, bvumazve chirango wosvitsa)
zvakaoma weduwe
(chinhango chandavh-m-ra, bvumazve chirango wosvitsa)
vaiva mukuru pakuvhima, vachinyima
vaitozobirwa mudima, vakadzima
nyama yaigara musaga, yakaomeswa ungaigumha
mhamha vakaboora saga, kuitira vana mukanwa mumbotaste
chinhango chandavh-m-ra bvuma chirango wodzosa
chinhango chandavh-m-ra bvumazve chirango wosvitsa
kuzoba vanga vatadza kutaura nababa
mhamha mwoyo warwadza, ndimbofadzawo vana

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...