lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu jeso christo – tony lyas

Loading...

intro:

jye ah, as long as my heart is beating & my lungs breathing, haha, i’ll never sell my soul for the money in the world, never ever gonna do that!

verse 1:

pandinotsvaga mari pane miyedzo
satan k-mashure arikuridza miridzo
hanzi unoda kuenda kuna mwari kuneiko ?
huya utore zvaunoda, hupfumi, ndinazvo hobho
asi mwari w-ngu handidi kuita chitadzo
asi munozviziva hupenyu hw-ngu marwadzo
ndosaka ndauya ndakabatanidza mawoko
nekuti muno komborera vasina chavainacho
right now, ndiri rombe remakoko
handizive chiri pandiri, pamwe kuda imhepo
nekuti zvandino bata zvinongo pera se sipo
chinhu chega chandasarirwa nacho chega chipo (chei ?)
chekuimba ndosaka ndanyora chimbo
pamwe mungandidairawo w-ngu munamato
ndisati ndageza mawoko angu sa pirato
ndoramba ndine faith here kana kubata mbashto ?

eish!

chorus:

ndatadza kunzwisisa miyedzo iri pandiri, jehovah yakawandisa
nekuda mari, satan wonditandanisa
ndatizira kwamuri kuti mugondi ponesa

jeso christo, jeso christo, jeso christo muripiko ?

jeso christo, jeso christo, jeso christo muripiko ?

verse 2:

ah!
ishe hupenyu hwakanaka ndinoda
chero mari yakawandisa munoziva ndinoida
asi handizodi kunoita pfungwa dzeku n0ba
kupinda muma banks ndichi robber, kana ku romba
jehovah w-ngu, handidi mari ye ropa
ndak-mbira imimi nekuti ndimi munopa
dhilayi ne life yangu baba iyite proper
before it’s too late satan asati andi sorta
nekuti akundi vimbisa life yandino rota
kana ndika mupa mweya w-ngu wamakandipa
ndiri pa miyedzo i’m in h-ll full of flames
got no money but more problems
kurara hope angori ma nightmares
i wanna be rich ndakuda ma items
but life yacho haisi ku maker kana sense
ndosaka ndatizira kwamuri ishe tenzi

eish!

chorus:

ndatadza kunzwisisa miyedzo iri pandiri, jehovah yakawandisa
nekuda mari, satan wonditandanisa
ndatizira kwamuri kuti mugondi ponesa

jeso christo, jeso christo, jeso christo muripiko ?

jeso christo, jeso christo, jeso christo muripiko ?

bridge:

ah!
i don’t wanna sell my soul kuti life yangu iyite bho

outro:

jye ah, as long as my heart is beating & my lungs breathing, haha, i’ll never sell my soul for the money in the world, never ever gonna do that!

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...