lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu shamwari yangu – voltz jt

Loading...

painful
they always worry about (pain) yo (painful)
yo (sa*sa*sa*sa, salsa records)

[verse 1]
they always worry about kuchemera attention
usachemere attention
’cause, inini i’ll be there
ma*questions ndokutsvagira ma*answer for everything (for everything)
sometimes effort ndoyega inebasa
zvikaramba k*mberi i can say ndaka*tryer (unozviziva ndinotryer)
and i always make sure kuti ma*words angu mashoma than ma*actions (actions)
but then (questions, ma*actions)
[chorus]
kana wafunga kuita shamwari yangu
kuita mumwe w*ngu, then, then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe)
then hauchatambе nevamwe (tambe nеvamwe)
usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe w*ngu (mumwe w*ngu)
kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe)
nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe
hona handisi munhu wevanhu
saka ukazobatikira batikira everywhere
unenge wakundibhaizira big time (bhaizira big time)
unenge uchindibhaizira big time (bhaizira)
hona i don’t trust zviri easy (easy)
munhu wandangandinaye last time
before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time)
betty akandibhaizira big time

[verse 2]
ndikawana time ndichatsanangura (tsanangura)
zvekuti last time (last time) ndakabhaizirwa big time
or i can say ndakavharwa (ndakavharwa), akandi*believisa
she made me feel like ndikabvunza bvunza then ndenge ndakudeepisa
zvandaiudzwa ndaiti bho (ndaiti bho)
and we were close, close zvekuti ndaigona kutaura ma*secrets andaisafanira kutaura
pane this guy ainzi ndiye best friend (best friend)
this other guy ainzi he’s like a brother to me (brother to me)
zvese izvi zvazvisina basa to me ’cause i believed kuti n0body can love
then lie to me at the same time (same time)
i hope hazvindiwane this time (this time)
this time ndichakuhwandisa
vachakutsvaga vokushaya
’cause unenge uri w*ngu ndiri one
[chorus]
wafunga kuita shamwari yangu, kuita mumwe w*ngu, then
then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe)
then hauchatambe nevamwe (tambe nevamwe)
usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe w*ngu (mumwe w*ngu)
kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe)
nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe
hona handisi munhu wevanhu
saka ukazobatikira batikira everywhere
unenge wakundibhaizira big (bhaizira big time)
unenge uchindibhaizira big time (bhaizira)
hona i don’t trust zviri easy (easy)
munhu wandangandiinaye last time
before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time)
betty akandibhaizira big time

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...