lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu havasi free – wesley murie

Loading...

intro

i’m just going to say it like it is bro

ok i gat this, uhh

hook

blaz vangu shabba mubrain dzavo havasi free
vanogara vaane mogo vakabata two keys
unovaona vari zii vakarohwa nemuzii
musodzi pamatama ukavabvunza kuti chii
blaz vangu shabba mubrain dzavo havasi free
vanogara vaane mogo vakabata two keys
unovaona vari zii vakarohwa muzii
musodzi pamatama ukavabvunza kuti chii

verse
babe wavaida akabatwa ane chikomba
apa last week vaitosasa zvekuroora
i remember last week vaiti yakwana ye lobola
i think vanotog*ya pane mhepo inovatsoma
mababe havachada vakuto lover zvavo ngoma
kutsiura handigone unonzi wasaiza mukoma
kutaura hazvibude unonzi wakura musoro
zvemoyo ndozviziva w*ngu zvoshaisa mufaro
ukavabvunza nezva tarie watobhaiza mazhets
she’s the reason vakugara vakabaka semagetsi
asi iwewe chii, i’ve gat a few questions
kana waisada wakazombomirirei
kana waisada wambobvumirei
nhasi wanditi unomuda saka magames nde echii
(nhasi wanditi unomuda saka magames nde еchii aya)
interlude

hook
blaz vangu shabba mubrain dzavo havasi free
vanogara vaane mogo vakabata two kеys
unovaona vari zii vakabatwa nemuzii
musodzi pamatama ukavabvunza kuti chii
blaz vangu shabba mubrain dzavo havasi free
vanogara vaane mogo vakabata two keys
unovaona vari zii vakabata muzii
musodzi pamatama ukavabvunza kuti chii

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...