lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu gerai ndebvu – winky d

Loading...

[intro]
paita kababy apa
nduda k-mboratidza hudaddy apa
ah the ninja president hooo

[verse 1]
maninja pane chimoko chandafarira
hameno kana tsono dzangu dzikadaira
ndikuda kuti ndinochi tipper ndini bigman
kana chisingatondizive chakasarira
ndachiti ndeipi baby chakadaira
munotiziva hat-tane kugaira
ndabva ndati wakakomborerwa
zviri k-mashure kwako hazvinyepe kunge shakira
chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum music yaunoimba pakutapira
ndaita raki kuti zvoni chandiziva
asi one chunhu chete ini chandisina kufarira

[hook]
kanditi bigman (hee), bigman (hee), gerai ndebvu
ndikati baby, baby, siya chirebvu
kakati bigman, bigman gerai mukwende
ndikati baby, baby, better uende

[verse 2]
kanog-ya ndakadhibha kunge samson
but ini ndini di bigman
ndabva ndaka tuner kuti zvoni
kana pari pamunyati ndiri one pamillion
enda kwamutare bvunza papavilion
kana kuri kure pinda jipisoni
unokwira high roof yakanzi jekiseni
i’m bad sa michael jackson
iwe uri mad saka ukuda medicine
ndinoudza vachihuri dzikachena cheni
handimbofa ndakacheka mukwende w-ngu zvakandifananira nekushaya oxygen

[hook]
kanditi bigman (hee), bigman (hee), gerai ndebvu
ndikati baby, baby, siya chirebvu
kakati bigman, bigman gerai mukwende
ndikati baby, baby, better uende

[verse 3]
usati wachinjwa nebaby chinja baby
tsvaga kaninja baby
kana iwe ukangodhibha mbijana hameno zvako mari yese un0buritsa
baby, ndiri muninja handisi n-gga baby
saka tanga wandibhiga baby
handiku kicke sebhora remu la liga baby
ndinopa rudo rwechininja ukapfidza baby
pamukwende wa di bigman easer baby
ndovesa machisi baby
but ini ndini the ninja president
handikupise ndongokusikisa baby

[hook]
kanditi bigman (hee), bigman (hee), gerai ndebvu
ndikati baby, baby, siya chirebvu
kakati bigman, bigman gerai mukwende
ndikati baby, baby, better uende

[verse 1]
maninja pane chimoko chandafarira
hameno kana tsono dzangu dzikadaira
ndikuda kuti ndinochi tipper ndini bigman
kana chisingatondizive chakasarira
ndachiti ndeipi baby chakadaira
munotiziva hat-tane kugaira
ndabva ndati wakakomborerwa
zviri k-mashure kwako hazvinyepe kunge shakira
chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum music yaunoimba pakutapira
ndaita raki kuti zvoni chandiziva
asi one chunhu chete ini chandisina kufarira

[hook]
kanditi bigman (hee), bigman (hee), gerai ndebvu
ndikati baby, baby, siya chirebvu
kakati bigman, bigman gerai mukwende
ndikati baby, baby, better uende

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...