lirik lagu ngirozi – winky d
[chorus: vabati vajehovha]
dzika dzika ngirozi
dzika dzika ngirozi
dzingatiwanire nyasha
[verse 1: winky d]
moyo wekubereka
zvino wandiremera
zvinondibaya pahana
pandinotarisa vana
pfungwa dzotenderera
misodzi yoyerera
zvinondibaya pahana
pandinotarisa vana
[chorus: winky d & vabati vajehovha]
ndaiti zvimwe
ichadzika ngirozi
ichadzimura ngozi
ichandiwanira nyasha
aiwa ndatsikwa konzi
dzika dzika ngirozi
dzichadzimura ngozi
dzingandiwanire nyasha
aiwa ndatsikwa konzi
[verse 2: winky d]
ndatenderera
oskid ndafamba mamayera
ndateketera
ndatsika kunyangwe panoyera
zvenyama zvaramba
mweya tungamira vana zvovofamba
kanda makwati povoshanda
vasunungure muhuranda
hona votiza musha
kande musango
hanzi hapana kusiri kufa
kufira musango here
senge vasina musha
[chorus: winky d & vabati vajehovha]
ndaiti zvimwe
ichadzika ngirozi
ichadzimura ngozi
ichandiwanira nyasha
aiwa ndatsikwa konzi
dzika dzika ngirozi
dzichadzimura ngozi
dzingandiwanire nyasha
aiwa ndatsikwa konzi
[verse 3: winky d]
nhamo yangu ndeyekubereka vana vandisisawone
vangovafararira nenyika hanzi hatingazvigone
ndakaberekera gejo saka ndasiyaneyi nemombe
varik-mhanyisana nemabasa kuda kudzinga hurombe
ndosivaona kuhope
varipamushando aiwa hadzizi nyope
kubva mangwanani vari pandima
dzamara kudoke
[chorus: winky d & vabati vajehovha]
ndaiti zvimwe
ichadzika ngirozi
ichadzimura ngozi
ichandiwanira nyasha
aiwa ndatsikwa konzi
dzika dzika ngirozi
dzichadzimura ngozi
dzingandiwanire nyasha
aiwa ndatsikwa konzi (konzi mambo)
[bridge: vabati vajehovha]
dzika dzika ngirozi
dzika dzika ngirozi
dzingatiwanire nyasha
aiwa dzika ngirozi mambo
dzika dzika ngirozi
dzika dzika ngirozi
dzingatiwanire nyasha
aiwa dzika ngirozi mambo
dzika dzika ngirozi
dzika dzika ngirozi
dzingatiwanire nyasha
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu j o sarmiento › lirik lagu peterpan – j.o sarmiento
- kumpulan lirik lagu maliestremi › lirik lagu x sport – maliestremi
- kumpulan lirik lagu black neak › lirik lagu $neak’s a freak remix – black $neak
- kumpulan lirik lagu frank do piseiro › lirik lagu ela é top – frank do piseiro
- kumpulan lirik lagu or barak › lirik lagu sunrise – or barak
- kumpulan lirik lagu krosis › lirik lagu gone, but not forgotten – krosis
- kumpulan lirik lagu qwes1 › lirik lagu interlude – qwes1
- kumpulan lirik lagu rajaton › lirik lagu jeesuslapsen joululahjat – rajaton
- kumpulan lirik lagu perkins twins › lirik lagu not alone this christmas – perkins twins
- kumpulan lirik lagu fujiiro › lirik lagu ~bluecity – fujiiro