lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu paita party – winky d

Loading...

[intro]
levels levels production
kamaani!

[pre-hook]
saka bhobho
deedza munhu wese ari k-mhanya dhanzi
shoko ngarisvike ikoko
prezha ravhurirwa hatizvivanzi

[hook]
paita party nhasi oh eh
dira kuvha mugirazi oh eh
maoko ari mudenga kunge mucl-ss
party yaka heater bvisa jasi
vanhu vari kufara zvakapfuurikidza nhasi
kuita kunge jesu adzika pasi

[verse 1]
tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka
hona tumwe turi kutwerka
vapfana vachirova maclux
ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker
guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa
doctor varipo muchaponeswa
k!ller t gara wava tipper vanhu kuti matoiret haikona kubrokesa
party yapisa zvinhu zvakudadisa
vanhu vari kunakidzwa k-mira tarambidzwa
vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa
prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza
fantan akabata red wine
ndipe kuvha handimwe zed ka ini
party yedu haipere haidi sign
tisiye timbofara isu big time

[hook]
paita party nhasi oh eh
dira kuvha mugirazi oh eh
maoko ari mudenga kunge mucl-ss
party yaka heater bvisa jasi
vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi
kuita kunge jesu adzika pasi

[verse 2]
saka ngavatisiye timbotamba prezha
munewspaper sat-rday tobuda paleisure
tiri kufara kupemberera zvatakaseenza
vane godo votizvo mwari wenyu ane favour
vapfana vekuchikoro vakarova mablazer
shaddy parker apo altezza
gungk-m yarira puller ngoma flavour
pane vabereki toda yaka senswa
party iri kukicker kunge karate
ichapuhwa menduru samuparati
tarisa watch dzava 12 pazvikati
vezvibhodoro batai baba devant
chideedza kanzuru ngaivhare vhati
tanga tichimwa makuvha kubva masikati
bhobho arutsa vhura cider wacha shati
vese vanoti vanofara hamusati

[pre-hook]
saka bhobho
deedza munhu wese ari k-mhanya dhanzi
shoko ngarisvike ikoko
prezha ravhurirwa hatizvivanze

[hook]
paita party nhasi oh eh
dira kuvha mugirazi oh eh
maoko ari mudenga kunge mucl-ss
party yaka heater bvisa jasi
vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi
kuita kunge jesu adzika pasi

[verse 3]
tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka
hona tumwe turi kutwerka
vapfana vachirova maclux
ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker
guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa
doctor varipo muchaponeswa
k!ller t gara wava tipper vanhu kuti matoiret haikona kubrokesa
party yapisa zvinhu zvakudadisa
vanhu vari kunakidzwa k-mira tarambidzwa
vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa
prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza
fantan akabata red wine
ndipe kuvha handimwe zed ka ini
party yedu haipere haidi sign
tisiye timbofara isu big time

[hook]
paita party nhasi oh eh
dira kuvha mugirazi oh eh
maoko ari mudenga kunge mucl-ss
party yaka heater bvisa jasi
vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi
kuita kunge jesu adzika pasi

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...