lirik lagu vafarisi – winky d
to di world again
bazooker
yardboi
jah know
ngoma ndarecorder, ndamixer, ndamaster
hanzi havachada mademo
but, haisi danger ndiri gafa rinoteedzera mutemo
tora mapicture bobo
zvirikuitika ihobho
dai mwanakomana aripo
mvura mukutidira yachinjwa kuitwa wine
zvimoko zvonwira, mangoma orira, zvobva zvatanga kuita whine
nekuti pano*
tiri vafarisi
chedu kufara
tiri vafarisi
musatiridzira mabara
nekuti party inoyi
igap rehappy
party inoyi
izhet rekubvisa stress
tinawo mashots nemabomber
asi edu todiluta nesoda
ariko macoats haikona kunyara kana uchida zvekufara pinza bvoda
k*mwa zvato*afforda
vanhu vachijamba ngoma kunge border
vamwe vofarisa, vavekufaisa vakavhara chiso kunge zobha
ndiyani iyeye?
hapana amuziva
tichamubata pasocial media
ndaorder tank remakoovha
pauya kapick up ndinenge ndarigiwa
vabereki vave k*musha vasiya amai vasponser party
ndaita kanzatu*kanzatu, ndandonza party
(oooh heya yeah)
hatimiswe happy
(no no no heya yeah)
taona takuti one chibhodhoro
two zvibhodhoro
three zvibho*
four zvibhodhoro
five zvibhodhoro
six zvibho*
tiri vafarisi
chedu kufara
tiri vafarisi
musatiridzira mabara
oskid party inoyi
igap rehappy
party inoyi
izhet rekubvisa stress
kufara kwacho hakuvanzike
tikatanga panze topedzera indoor
ndadonha hwahwa haupunzike, tipei putty nyangwe pasina window
pana paparty kubva masikati, hapana slogan
foreign paparazzi mamwe maparty haana door mhani
hona hutsi harisi tear gas
mabuyerman asina fear nhasi
ndaona zvimoko zvekelaz
zvitore picture updater status
kuprezha kubasa tiri ma workers
bobo azviramba hatidi mahaters
panoda vemudanda chete
ndopatombokurukura family matters
vabereki vave k*musha vasiya amai vasponser party
ndaita kanzatu*kanzatu, ndandonza party
(oooh heya yeah)
hatimiswe happy
(no no no heya yeah)
taona takuti one chibhodhoro
two zvibhodhoro
three zvibho*
four zvibhodhoro
five zvibhodhoro
six zvibho*
tiri vafarisi
chedu kufara
tiri vafarisi
musatiridzira mabara
(igap rehappy)
(party inoyi)
(izhet rekubvisa stress)
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu pre kai ro › lirik lagu find myself – pre kai ro
- kumpulan lirik lagu luv resval › lirik lagu 7 pills – luv resval
- kumpulan lirik lagu di ferrero › lirik lagu twitt3r – di ferrero
- kumpulan lirik lagu gromo › lirik lagu napoleon hill – gromo
- kumpulan lirik lagu solacedamenace › lirik lagu flex raw – solacedamenace
- kumpulan lirik lagu beerside scoundrels › lirik lagu the smugglers’ song – beerside scoundrels
- kumpulan lirik lagu joelina › lirik lagu breakup song – joelina
- kumpulan lirik lagu gwen bunn › lirik lagu waste time – gwen bunn
- kumpulan lirik lagu jsss › lirik lagu backseat – jsss
- kumpulan lirik lagu 169 krollo ✥ › lirik lagu d:// subzxro.mp3 – 16:9 krollo ✥