lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu bho yangu – winky

Loading...

kurara kupa mhandu mukana
oskid, manje pane gafa hapana

kubva nhasi handicharara
ndiri kuchengetedza bho yangu
uchandisvikira ndakagara
ndiri kurindira bho yangu
varipo hobho vakanditeya
kuda kudonhedza bho yangu
varikunyangira varipamweya
kuda kudhiritsa bho yangu

but bho yangu, no nebho yangu
usada kuita bho, nebho yangu
bho yangu, no nebho yangu
haikona kuitaso pabho yangu
but bho yangu, no nebho yangu
usada kuita bho, nebho yangu
bho yangu, no nebho yangu
haikona kuitaso pabho yangu

vachatosvika husiku kuda kunyangira
vachasvika gafa rakavagarira
ndaiti inhema ndichivarambira
ndazopepuka zvino ndangwarira
variko vanoshereketa (havahwine, havahwine)
muhupenyu hwako ngavasapenetreta (havapinde, havapinde)

handicharara ndavakungoresta
zvese zvavanoronga ndirikugeta
vanoshuwira kuti zvigondinetsa
but itaimu yavarikuwesta

kubva nhasi handicharara
ndiri kuchengetedza bho yangu
uchandisvikira ndakagara
ndiri kurindira bho yangu
varipo hobho vakanditeya
kuda kudonhedza bho yangu
varikunyangira varipamweya
kuda kudhiritsa bho yangu

but bho yangu, no nebho yangu
usada kuita bho, nebho yangu
bho yangu, no nebho yangu
haikona kuitaso pabho yangu
but bho yangu, no nebho yangu
usada kuita bho, nebho yangu
bho yangu, no nebho yangu
haikona kuitaso pabho yangu

kukotsira kunokoka matsotsi
ukangorara chete havapotsi
vanotraya wofunga kuti
zvimwe washandisirwa muti
vanokupazira door remba
wozopepuka bho yaenda
unosara wodemba
but pafeya bho yaenda

handichafuga gumbeze kurota zviroto
ndakurifuga kuoneswa zvemoto
zvavarikuronga vari ikoko
ndatozvioneswa but bhasopo

kubva nhasi handicharara
ndiri kuchengetedza bho yangu
uchandisvikira ndakagara
ndiri kurindira bho yangu
varipo hobho vakanditeya
kuda kudonhedza bho yangu
varikunyangira varipamweya
kuda kudhiritsa bho yangu

but bho yangu, no nebho yangu
usada kuita bho, nebho yangu
bho yangu, no nebho yangu
haikona kuitaso pabho yangu
but bho yangu, no nebho yangu
usada kuita bho, nebho yangu
bho yangu, no nebho yangu
haikona kuitaso pabho yangu
bho yangu, bho yangu
bho yangu, bho yangu
bho yangu, bho yangu
bho yangu, bho yangu

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...