lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu havandide – killer t

Loading...

ptk music
ki*k!ller t
ptk

vaudze ho*o
vaudze ho*o

pandinomuka mangwanani (eyi)
ndinotenda kuna mwari
kuti mwari mandimutsa
vanondivenga vangani? (eyi)
the more evil people, havadi kuona ndichi*blesswa

i′ll never go there
handiende kune vanhu vasingandifarire
dem never like me (eyi)
handiende kune vanhu vasingandifarire

havandide (havandide)
havandide (havandide)
havandide (havandide)
havandide (havandide)

munamato w*ngu wekutanga
ndongouyisa kuna mwari baba vangu
ndongovati, “mwari w*ngu ndapfugama.”
“zivai kuti ndiri mwana wenyu.”

chero vavengi varipo
hapana chandinotya nekuti muri baba vangu
pamunondimutsa, pandoswera
ziva vanhu vako vamwe havasi vekutamba navo

i’ll never go there
handiende kune vanhu vasingandifarire
dem never like me (eyi)
handiende kune vanhu vasingandifarire

vanonyepera kundifarira ava
(havandide)
havandide
(havandide)

vanonyepera kundisekerera
(havandide)
havandide
(havandide)

chandakaziva muhupenyu
kwandinodiwa ndinoenda
musingade ndinonyumwa
ko hazvifoswe

tozosvika pakuzonzi, “uyu anenge achingoteera.”
oh rega ndisare
w*ngu zvakavharana saka tichaonana
kana iri nzara rega ndife
pane kuti mandipa chekuseva
mofamba muchinditaura

i′ll never go there
handiende kune vanhu vasingandifarire
dem never like me (eyi)
handiende kune vanhu vasingandifarire

havandide (havandide)
havandide (havandide)
havandide (havandide)
havandide (havandide)

munamato w*ngu wekutanga
ndongowuyisa kuna mwari baba vangu
ndongovati, “mwari w*ngu ndapfugama.”
“zivai kuti ndiri mwana wenyu.”

chero vavengi varipo
hapana chandinotya nekuti muri baba vangu
pamunondimutsa, pandoswera
ziva vanhu vako vamwe havasi vekutamba navo

i’ll never go there
handiende kune vanhu vasingandifarire
dem never like me (eyi)
handiende kune vanhu vasingandifarire

vanonyepera kundifarira ava
(havandide)
havandide
(havandide)

vanonyepera kundisekerera
(havandide)
havandide
(havandide)

pandinomuka mangwanani (eyi)
ndinotenda kuna mwari
kuti mwari mandimutsa
vanondivenga vangani? (eyi)
the more evil people havadi kuona ndichi*blesswa

havandide
havandide
havandide
havandide

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...